Mutsvene Muriishe
Minister Michael Mahendere
UFIC Choir In the Sanctuary album (2017)

Muri Ishe wamadziishe Mwari wangu
Tokusheedzai Mambo wamadzimambo Mwari wangu
Vanhu venyu vati muri mutsvene, ngirozi dzati mutsvene
Ko, ndozvamuri Mwari we
Muri mutsvene Baba
Inzwayi mazwi edu Mwari we
Tabvuma Mwari we, ndimi moga mutsvene
Ha ha, Mutsvene

Muri Ishe wamadziishe
Tosheedza Mambo wamadzimambo eh eh
Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
Ndozvamuri Mwari
Vanhu venyu vati muri mutsvene, zvinhu zvose zvinoti mutsvene, ndozvamuri Mwari we [Chorus]Muri Ishe wamadziishe
Muri Mambo wamadzimambo
Mutsvene x8 [repeat x2]

You are the King of all kings
You are the Lord of all Lords
Holy x8

Uyi Nkosi yamankosi
INkosi ilamandla onke
Ngcwele x8 [Interlude] [Choir sings ‘Mutsvene’ in the background]Mutsvene wavatsvene, Mutsvene wavatsvene, torumbidza zita renyu, muri Mutsvene
Tonamata Mustvene, tokuudza Mutsvene
Mwari wedu muri Mutsvene, Muri Mutsvene

Zvisikwa zviripamberi penyu Mwari
Zvine maziso kwese kwese
Ekungoona Utsvene Wenyu
Zvinongoti Mutsene
Kana nesuwo tiripano Mwari we
Tabatirana nezvisikwa izvi
Tinongoti mutsvene Mwari we

Mutsvene x4 [repeat]

Holy x4 [repeat]

Mutsvene x4 [repeat]

Muri Ishe wamadziishe
Ndimi Mambo wamadzimambo
Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene
Torumbidza Mwari we, Ndozvamuri Mwari we
[tongues]Mwari wezvishamiso Mwari we
Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru
Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru
[tongues]


Source Link